V11 - Mandla vs Tallyn

 
V11-Zimbabwe-ConCourt-Mandla-vs-Tallyn-2018.jpg
 

Facebook live yanga inechimoto nezuro... Ari kunyepa ndiani? Ari kureva chokwadi ndiani? AkaLeakisa ndiani?

Music ndiyo yega inebasa :-)

Playlist:
1. Resilience GZE - Gaya Zimbabwe, 
2. Frya - Walls [Prod. By @gTbeats X Njabz], 
3. Phante - Kutora Madhora, 
4. Takura - Jehovah, 
5. DJ Stavo ft ExQ - Honai, 
6. Jnr Brown x Poptain x Raydizz x Simba Tagz - Panado, 
7. Ammara Brown feat Mr Eazi - Svoto.